Month: May 2014

Kusvirwa naGarden Boy

Kwaitonhora musi wacho uyu . Ndaingonzwa pombi yemugarden ichiti pfaa nemvura . Ndakamuka pamubhedha ndikadongorera nepawindow , Iweeeee Ndakaona Tichaona , mukomana wemugarden achitunda . Ndaifanira kutsamwa apa nokuti aitotundira mulawn mangu mufunge . Asi zvandakaona apa zvakandivhundutsa kwazvo . Muviri wangu wakabva wati rukutu kuneta . Mukomana aiva nemboro iyeyu . Raive rino zimboro

Advertisements

Kubatwa nemukadzi wangu ndichisvira secretary kubasa

Wadiwa SekuruSekuru;mungaone zvenyu kufara kwandiri kuita mukati zvinhu zviri kundifambira .Pane nyaya yakaitika kwandiri marumwezuro zvekuti handizivi kuti ndogarisana sei nemudzimai wangu amai Chantel. Nyaya yacho yakaitika hatisi kumboitaura nezvayo saka zvaakutondinetsa.Nhasi Chitatu asi nyaya iyi yakaitika nemuvhuro.Sezvamunozivawo, ndinerombo rakanaka rekuti ndinebasa rakanaka repamusoro rinokuridzira kuti ndive  eanondibatsira(secretary)uyezve ndine office

Murume anga asingazive beche

Zvino ndokunge kuine mumwe mukomana ainzi John, raiva duutuu rokupedzisira. Mukomana uyu akasvika pakuita tsvimborume asina mukadzi uye asina kana kumbotamba nemusikana zvisina kunaka. Hama dzake dzakanga dzototambudzika zvokuti dzakafunga zano rokumutsvagira mukadzi wokuroora. Sezvineiwo mudunhu umu maive neumwe musikana akanga ava tsikombi asi achine mazaimbikiti emazamu asina kana kumboyamwiwa.

Ndakazoisvira Mvana yandaifudza: The Full Six Phases

PHASE 1 Ndaive mu surgery ndobva kwapinda mudzimai aive around late twenties. Ndakamutarisa achiuya kuteburu kwandaive ndigere achifamba zvinyoronyoro nemakumbo matsvuku anoyevedza akakwana, aiva murefu zviri pakati nepakati akavakwa zvinonwisa mvura zvekuti waiona panotangira hip kana chiuno chake zvichidzika kuita round figure uye aiva asina chimimbamuteku. Ndakaramba ndakayeva patient yangu