Month: August 2014

Wadiwa Sekuru, ndaita dambudziko nenyaya yekukara beche

Sekuru;mungaone zvenyu kufara kwandiri kuita mukati zvinhu zviri kundifambira.Pane nyaya yakaitika kwandiri marumwezuro zvekuti handizivi kuti ndogarisana sei nemudzimai wangu amai Chantel. Nyaya yacho yakaitika hatisi kumboitaura nezvayo saka zvaakutondinetsa.Nhasi Chitatu asi nyaya iyi yakaitika nemuvhuro.Sezvamunozivawo, ndinerombo rakanaka rekuti ndinebasa rakanaka repamusoro rinokuridzira kuti ndive neanondibatsira(secretary)uyezve ndine office yangu. Tavanemakore maviri taroorana naMai Chantel,vanovimba neni,muunhu uyezve muushando hwangu

Advertisements

Kutadza kusvira iro beche ndichiriona

Hama dzangu I’m very disappointed ndakasangana neimwe simbi mubhazi raibva Jozi to H -town .Aiwa  ndovakadzi zve iyeyo ukamuona unomutarisa ka 3 ka 4. Saka I decided to try my luck since ndakanga ndakachenawo plus ndakanga ndine bling bling.Ainge akatsvuka,aine hairy ,aine mahips akanaka zvake.Handina hangu kudiwa takangopanana macontact details .Ko zvemazuvano ukatopiwa number unenge watodiwa.Asi she

Kusvira nyoro musikana wandanga ndapa lift kuenda kuChitungwiza

Zuro chaiye ndichibva muguta medu umu ndaisada kutakura munhu nokuti ndaiva ndisingadi zvokumira-mira mu road. Ndakati ndichangobuda pa flyover paye paye muna Seke Road akomana woye chitaurirwa hunyimwa, mwanasikana aiva akaumbwa iyeye handina kuziva kuti ndakatsika mabrake sei ndichimira paaive achimisira malift. Akati iye aienda kwaMakoni asi ini ndakangoti pinda