Day: September 4, 2014

Kunyura kwandakaita after ndasvira hure nyoro!

Nyaya dzema hure dzinozondipedza wena. Ha, ndini paye ndakuvara zvangu nenzara yemheche. Ndikati ko munyati? Gero rangu rakange riine mazuva rabaya kuSouth kunotengesa madhoiri. Parakavhaya takange tiine vhiki rose tisina kuchindana sezvo rakange riri kumwedzi and futi raive riinejeko. Ini hongasi ikabva yanditamba tsvina ikati blazo makableya mhani. Ndiri Born-location yepaGlen Norah apo,