Day: September 15, 2014

Chinzwa ngano yesviro manje

Paivepo tsuro na gudo, pasi chigare, pasi pasati parowha ne zamu rebere.Tsuro na gudo vaive nehushamwari husina ani nani akamboona, vaiti chaita mumwe vese voita. Rimwe zuva vakati vabvakunoba mazhanje ,vakagara pasi pemuti ndokubva vatanga zvavo kudya.Vapedza kudya vakati vachizorora kudaro vakaona mwana sikana wambudzi ari kudya nhunguru zvake gudo akati nhai iwe tsuro uri kuona

Advertisements