Day: September 16, 2014

Sviro paFacebook season 1“The Nakai Chinena encounter”

Ndainge ndirikuChirundu zvangu one day ndobva ndati regai ndipinde pa facebook.ndichingovhura ndakawana muine hobho ma new messages muinbox mangu one was from none other than wedu Nakai Chinena. “ah yah Born ende ndaseka hangu ndanakidzwa neprofile yako, asi unonatsosvira here zvaunozvipembedza kudaro kana kuti ungoriwo toothless dog”.   Ndakapindura hangu

Advertisements