Day: September 17, 2014

Sviro paFacebook season 2“The Chipo Chinake Encounter”

Chipo Chinake ndakatanga kuzivana naye since High School pataidza pa same school tiri same stream, she was beautiful by then and she still is.Anyway handisi kuda kuwanza nyaya, I inboxed her ndichimubvunza kuti arisei with family and she told me kuti she was fine iye nemwana ndikati ko hubby coz

Advertisements