Day: May 22, 2015

Chinzwa kudya kwandakazoita beche ex wangu auya kusleepover

So I had re established contact na ex wangu. Ndandambopengesana naye musikana uyu but takazorambana mushure mekuge andiudza kuti akaloser vejaz when we lost contact after high school, apa madiro andaimuita ndaida kutomuroora so zvakazongonetsa tikasiyana coz i felt betrayed and she said she understood my disappointment. Iye anotyora kuKadoma

Advertisements