Month: July 2015

Short Story: Kusvira mbuya huudzwa

…by Mukwatura Nyini Toffee Toffee Sekuziwa kwamunoita vanambuya vanekachijairira kekutamba chiramu nevazukuru. Vangu mbuya mukadzi wehanzvadzi yaamai vaipinda mumba mandairara vachitochinja zvawo ini ndirimo kubva ndichiri chikomana chidiki chichangopedza form four. Pese pawaitishanyira nekuti room yangu yaiva yakatarisana ne bathroom vaisada kumbotenderera vakamonerera zambia pamba pemukwasha. pese pandaitorova bonyora ndaiti