Day: October 22, 2015

Kusvira munhu wandanga ndisingafungiri kubasa

Pane chimwe chibhebhi chekubasa kwangu chandakangosangana nocho pagraft chiri chicontractor. Hapana kana yandaimbogaya hangu nekuti hapana changa chakanyatsonaka pachiri. Manje ndakazonzi ndishande nacho waya waya because chaiita magetsi ini ndichiita networking saka we have to work together kuti andiisire routing ndishande. So pakushanda ipapo ndipo patakatanga kutaura tese and nyaya

Advertisements