Day: October 27, 2015

Kuwachiswa kwandakaitwa ne Sugar Mama kuno kuHarare

Sugar Mama havana kundipa mukana. Nekuoma kwenyika ndaishandira imwe sugar mamma mushop mutown muHarare. Shop yehembe ndaive manager imomo saka once in a while ndaiburitsa hembe ndotengesa kuGhetto. Ndakashandapo 2 years and for more than 1 year ndanga ndakuba hangu. Handina kuziva kuti mushop makanga maiswa macamera. Ndakazoona mumwe musi

Advertisements