Day: February 12, 2016

Makweshero andakaita mukadzi wa Boss!

Ko ndaigodiiwo zvangu variivo vakazvitanga boss madam. Semunhu mukuru ndaigara ndichizvidzora zvangu and ndaiva nekamwe kamentality kaingo ringer mumusoro kuti “ko boss madam vakazojamuka”..At first zvaibhowa sei,kungogarotumwa kunotora vana vechikoro.I felt so humiliated everytime pandaiva dropper paden.Mukadzi waboss wangu ndaiwanzo sangana naye achitobvawo kwake kubasa kuRandburg(imo muno muJozi) kwaaishandira. Ndaigarozvibvunza

Advertisements

Ummm mhosva imhozva zvayo asi mwana wechikoro mahwani

BY Mr. Nyaya yeku teacher kumaruzevhawo futi iyi. Vamwe vanokuti kumapfanya. Apa unenge uchangobva ku college; kana wakaita seni uchangobva ku University, apa basa harisi kutamba, wongoti regai ndiende ku teaching ndikwanise kuzvichengetawo. Ndini uyo ndasvika pachikoro pandai teacher. Mazuva ekutanga zvebasa zvaifamba zvakanaka zvazvo, asi nyaya yebonde iyi yakanetsa