Month: March 2016

Kukwapaidza kwandakaita Officer (ZRP) nayo Nyoro!

“So do you know of any place i could find a place to sleep,just for tonight?”…Ndakabvunza receptionist wepalodge nezwi rakadzikamira zvangu semunhu ainge aneta… October 2006 ,uri musi weChiShanu ndichibva paZed (paZambia) zvangu,,late in the evening ndichisvika zvangu muVictoria Falls .Semazuva ose ndakananga pakalodge kandaiwanzo rara so that ndaizofumobata jongwe

Advertisements

Kukwira highschool mate yangu kuno Capetown

Ndakaita Apprentice in motormechanics ndika qualifier muna 2013 sezvatoziva ma basa anonetsa chaizvo muzimbabwe ndakatozama ku applyer kunaana toyota dulys kwese even kunaana museyamwa asi zvairamba.2014 yakunopera sekuru vangu hanzvadzi yaamai yandibata vakti mzaya svika kuno ku Capetown pamwe ungaita mhanza, by the way khule yangu is an Architect saka