Day: April 12, 2016

Kuzvambaradza kababe kamulodger kepanext door !

Ko iyo yedu yekungo respecta respecta twuma momz iyi ka yakazondiita ndizvambaradze kamkadzi kano lodger pa next pangu. Ndandichiri pa apprentice ka ndichiwana ka $600 pay kana ka step kaito chinja ndichizvi feela twuma bhebhi twuchinyumbwira nyumbwira ndakazoita madhiri echimbadzo ndichikweretesa mamhoms ema flea market ne ma face ma change

Advertisements

Ndakakwirirwa mukadz ndiripo, Handisati ndamboona zvakadai!

Ini nemudzimai wangu we are all working and have been married for the past 16 years. Tese tiri kudzidza zvikoro zvepamusoro( degrees) ende ini ndirikuita higher degree paneremukadzi wangu tinogara hedu muhHarare. This is how it happened. Sezvamunoziva kuti kana maakuita zvidzidzo zvepamusoro kune magroup discussions anoitika kana muchinge mavakuHigher