Day: May 12, 2016

Hunhubu hwandakazoita nemukadzi waTsano!

Mazuvano vazhinji vedu tsika kwakungotaura chete asi vanhu havachakoshese kuti mukadzi watsano ndiambuya. Ndaigara kuZambia nemukadzi wangu nevana vedu 2, one morning ndakanzwa mukadzi wangu achiti hanzvadzi yake yafona ichiti mukadzi wake arikuuya kuZambia for a couple of days and she wanted pekurara.Ndakangoti its fine ko ndaiswera ndisipo ndirikubasa plus

Advertisements