Day: May 23, 2016

Makwirirwo andakazoitwa na Ex-hubby yangu last Weekend

Ndainge ndakarambana nemurume wangu asi tainge tine vana 3 vese vainge vakura vaitova kuprimary school. kunyangwe tainge takasiyana hedu chinhu chataizama kuita kushanda tese kuti vanhu vedu vakure vachiziva kuti vabereki vedu vanotida saka taipota tichiita tuma family outing zvekuti vana vedu vazive kuti kunyangwe tisingagare tese but taigona kuyenda

Advertisements