Short Sviro Story:Moyo Munyoro uyu

Ndangandave kutosvika kumba zvangu on a Thursday night ndichibva kubasa, I saw a light casting from the grass kumatama e nzira necheku left. I went closer it was an incoming text message umwe munhu...