Tag: Kukwira

Kukwira highschool mate yangu kuno Capetown

Ndakaita Apprentice in motormechanics ndika qualifier muna 2013 sezvatoziva ma basa anonetsa chaizvo muzimbabwe ndakatozama ku applyer kunaana toyota dulys kwese even kunaana museyamwa asi zvairamba.2014 yakunopera sekuru vangu hanzvadzi yaamai yandibata vakti mzaya svika kuno ku Capetown pamwe ungaita mhanza, by the way khule yangu is an Architect saka

Advertisements