From inbox : Woman 1
Hie mukoma mike. Ndati ndiudzewo vamwe zvandakasangana nazvo nekamu china. Ndini uyo ndinoita zveku supplier handichatauri zvandosupplier ndingabatwa. Ndawinner order reku supplier pamwe patuma china ndikati zvangu zvaita. Ndaiendesa tunhu ndobhadharwa mafriday mari svinu. Kwakazoti kwapera nguva kamu china kakatuma umwe wakaiwirirana naye kusvitsa shoko ndikati machena ose. Asi ndofunga ndakabvuma nekungoda kuona kuti tiwakaita sei than anything else. Ndaiudzwa ma sweet nothings asingaperi ndikazotanga kunzi let’s do the deed ndokusiya wakudeketera mutupo wako nechi china. Ndokusiya wakuzviwetera ndokusiya wakutsvaga vanoshopera kuti ubate kuti manakirirwo aya haana mashura here. Ndaka promiswer zvese hanzi romance yangu chete unodaidza vakafa. Ndonzi Chengu Chu pabonde. Ndikati yohwe ndinopedza zemo re 9 months nhaka. Musi wakasvika ndikageza magezero amukoma mike echinamwali ndega ndikagutsikana kuti nda cremora zvese nekuveura. Ka munhu kakasvika kakapinda pa gate ndikapinda mu bedroom ndikapfeka ka gym skirt no pantie heels mutsoka ndagara pa mubedha ndakavura makumbo. Ka munhu kwakupinda mukoma ndikati zve ndichatanga nekudyiwa bech**, muviri watogadzirira that feeling ka munhu kwakutanga kuchemerera kasati kadii nekudii kupedza kubvisa hembe hana yakarova kuona ka mu stick ke lion matches kakamira ka kabhenda kkkkkkkk. Ndakada kuseka ndikazvibata. Ichigumhana nebech*** ka munhu kakutoti fak fak ini hezvo apa hakasi kudarika ma tinji nhaimi kkk. Hanzi babe excitement mira imuke. Yamuka zve same thing fak fak apedza. Hanzi u too much you too much smel good colour good. Ndikati chindidya ka kabvuma kari pakati pokudya ndakunzwa fak fak yatanga zve ka munhu kakutunda zve apa kamboyo kazotsvuka kuita ka mu stick ke matches mbune. Ndakachizoseka ndikati ndirege. Kwauri ikoko Cheng Chu kamboyo kako.
From inbox : Woman 2
Hello mukoma Mike
I want to post patopic yevakamboita bonde nevarungu.
Inini ndakasangana nemurungu uyu aiva near dzake zveshuwa asi yaiva chembere taingotaura tese ndairenter building yake saka we ended up so close.One day akandikumbira ndikayerekana ndamupa, the seggs was terrible,hapana chandakanzwa nekuti aiva neka crayon kemasadza kaye.I decided after that day kuti I must forget the incident.Mwedzi wakazoti wapera tikabata mumwe ndipo pandakaona zvandapfuridza mazuva angu.Ah unonzwa kunge unotsva so, ndakabva ndaremember haa, I had no choice but to tell him.Haana kuramba akatondisimbisa kuti ndisaibvise asi ndomusi waakandiudza kuti aive nemhuri and he has happily married except bonde mukadzi wake akange asisade.
Akandiudza kuti haaizovepo 100percent in the child’s but financially he will be there.
Kubva ipapo life yangu yakachinja and ndakachengetwa zvisingaite kusvika ndizvare and mwana ati kure takazenge totonyatsodanana and I learned kugutsikana nezvaivepo. Akazofa hake and my child go a piece of his inheritance. I mourned him for 5yrs .What I like about white guys they are honest and romance and taking care of someone they are the best.
So handina hangu kuzogona kudanana nemunhu mutema, zvinova zvakazondisanganisa last year nemurume wandinaye murungu zvekare.Uyu pamakore mudiki akandisiya ne 2yrs,rudo rwacho mukoma Mike nderwe mu Film,ndadiwa takabva kunosaina haa seggs handichataura murume anoziva hake pekubata nezvekutaura pabonde.Anondibatsira mabasa epamba tinota tese tinowaridza bed tese ,he makes coffee for me in bed ,he is humble,ndinoda zvegarden tinoita tese.These days he is not even allowing me to do anything nekuti I’m pregnant .Haa I feel blessed and I think white guys are the best I will never trade him for a black guy.All the black guys are my brothers handitombonzwa any feeling. I thank God cause now I have someone anonzi wangu .
From inbox : Woman 4
Hie there mukoma Mike. Ndakasangana ne murungu ku beach mucappa muno. Ndanga ndane 5 days bhanguson andiramba, nyaya yacho is a story for another day. Ndakanga ndakuona kuti ndikaramba ndiri mumba ndakusvika mahombekombe ekupenga nezvandanga ndakuita, maziso anga akuzvimba nekuchema nekune rimwe side bp yakwira. Saa shamwari yangu Noleen Xxxxxxxxx akauya akanditi handei unomborohwa nesvimhepo akati ngatiite beach. By the way mukoma mike noleen uyu we had met only 2 weeks and guess where? Munhanga yevasikana and she has been a sister ever from then. Takaenda ku Beach asi moyo wangu uri kure wakaremerwa noleen achiita her best kuti ndimbokanganwa x wangu. Achitoedza kundisekesa achiti ungwarire kubva kubeach watone chimunhu. Se madzalings takanga takaudzwa zvekupfeka kunzvimbo dzakasiyana noleen akati let’s get zvakadarodaro. Tasvika ku Beach takagara hedu tichitaura along came this other white guy akati ari kuda kubvunza nguva then ndobva ati by the way where do you stay achireva mucappa makare tikanyepa, akati anyway good to see you say hi to everyone when you go back akaenda. Chitime ndobva adzoka zvakare akati can i sit nemi noleen akati join us its ok kkkkkk. Patakamuudza kuti we are from zim he was shocked akati i have seen many girls from zim you are so different the way you are dressed attracted me tikaseka. Nyaya yacho yakarebesa regai ndiite ndichiguragura. Takazoti kwapera 3 mwedzi tichitaura tichiita mavid calls and stuff he said lets meet sahwira vakati sahwi, only muhotel kusvika wakunyatsa kuziva munhu. Mukoma mike that was a night to remember. Ndati murungu ane romance ndati. Papi pasina kunanzviwa. Chero nekupoo. Ndaidirwa machocolate aya pa mazamo pa magaro pa zvidya yonanzviwa. Ndaiiswa tumwe twe plastic munzeve tunoita ma sounds ari pasi anomutsa ma feelings. Pa laptop pakaiswa romantic movie mukoma ndati ndakapera basa. Kudya kuzasi uku anotora time yake asingasvipiri panze all the time uchiunzwa kunaka kumeso kunaka kwekuzasi kunaka kwemaziso ako. Ndakatund.. kupera basa be romance chete kuzoisa kwanga kwakungoita chirango. Ndakakanganwa bhanguson that night ndototenda kuti akarimba hake akaita hake. Murungu wangu takatozonyatsa kupinda murudo akaproposer and i said yes. Mapics angu ayo mukoma mike, wandiinaye ndiye darling noleen. Ari kuda kuita more formal ku zim muna december.
Yes i will definitely invite you kkkkk. Asi ndakuda kupinda mu chinamwali mukoma hii ndakanzwa cousin yangu ichiti murume wake akamupa compliment nezvaakuita pabonde nema teachings enyu iwoyo. Certainly coming ndipengese baba ava ndimechese level re romance
From inbox : Woman 5
Hie mkoma mike .Ndini mumwe akamborara nemurungu .I was working in Zimbabwe and my husband ari kuno kuBots so ndakawanirwa basa nefriend yangu kuXxxxxx.Ndakaenda kuoffice kuGreendale ndikanoona manager ndikanzi ndichanogara kumarooms nevamwe .Boss ndakazovaona next day sezvo ndakambodokera kumba ndainge ndasiya mwana namaid .The following day ndakatanga basa and boss vakauya kuoffice yangu vakati handei munobaiwa vaccine the takaenda kuChisipite .ls a white guy age 35 ane mukadzi nevana 2 .Chakandinetsa ndechekuti vamwe vakange vasina kubaiwa vakawanda bt akaenda neni neumwe wangu wandaishanda naye .Tadzoka akanditi iwe haufaniri kugara kumarooms unofanira kugara kumain kwake l noticed kut ndaidiwa so l didn’t ask many questions. Ndakamover fast like a wi-fi ndikaenda kumain .After 2 weeks vakandipa 100usd zvikanzi tengera mwana mapumper neyorghut .The following week tange tave kutodanana he was used to go neni mutown kana ndakuenda kuoff toenda kuLodge tosvirana ondipa mari pasina taiita zvebasa .Zveseggs aindigonera and romance aiigona some of shona words anga akugona zvinyadzi aitaura kut magaro ako mhata yako inonaka kusvira .Ndakazosiya basa ndakuuya kuBots bt akatombondishanyira kuno Bots tikaonana bt hatina kuita seggs hedu.Bt paseggs ummm isimbi.

Leave a Reply

%d bloggers like this: