Please tell me what to do?????????????????????????????????

“Ini ndakabuda muZimbabwe mushure menzara  yaruma muna 2007 ndakananga kuSouth   Africa  . Basa rakambonetsa pandasvika asi ndakazowana remapepa  angu randaida. Ini ndinogara mubachelor flat, asi nyaya yanetsa ndeyekuti ndine shamwari yangu ari kuZimbabwe ane mukadzi wake akauya kuzotsvaga  basa kuno. Igraduate yeAccounts yepa U.Z. Nyaya yanetsa   hama dzangu ndeyekuti shamwari yangu yakandikumbira kuti ndipe mukadzi wake accommodation. Ini ndakamuudza kuti ndinogara  muflat but handina kutaura kuti  ibachelor flat, bed sitter chaiyo. Saka mazuva ekutanga

mukadzi airara pasi, asi zvino atanga  kukomburena kuti mahips ake anorwadza nekurara pasi. Zveshuwa amai vane chipo chavo chemahips zvekuti mamwe mazuva ndinonzwa hana yangu kurova nekukura kwaakaita zvinhu zvavo. Pane rimwe zuva randakabva kubasa masikati zvangu, ivo havana  kuziva kuti ndingadzoke nekukurumidza. Amai vaigeza zvavo vasina kuvhara door remubathroom. Musi  uyu   hama  dzangu I saw everything that can be imagined. Semukadzi  weshamwari, I have kept my distance but now she is complaining of sleeping on the floor. Can I surrender my bed to her kana kuti we should sleep on the same bed. Ko handizoluma here? Ko shamwari yangu ikauya haindifungire kuti ndakatoluma ini ndisina? Saka chiri nani ndechipi kuluma ofunga zvake zviri correct kana kusaluma?

Ndibatsireiwo ndisati ndarasika  hama dzangu.

5 thoughts on “Ndibatsireiwo hama dzangu”

Leave a Reply

%d bloggers like this: