Kukwesha ka Babie kepaFacebook on Valentines day
Yedu yemababe epanet iyi. Ndakangowana iri friendly request pafacebook musi wa14 February pavalentine ipapo. Ini ndikati aika, yayipi iyi. Ndaka acceptor request iye. Ndopandakawana ndaisirwa kagift kerudo. Handina kutambisa mukana…