Kusvira Mainini musikana webrother yangu
Kusvira Mainini musikana webrother yangu ‘Baba mukuru maswera sei?’Uyu aiva Alice mskana wemunin’a wangu .’aaahh mainini……ndeipi muri sei henyu?’ I’m ok…iri sei mhuri yenyu? ‘Izwi raAlice raiva rakatetepera kunge sadza…