Musoja ane mazimhata kunaka!
Musoja ane mazimhata kunaka! Ndakaziva kuti ndapinda machena paakasekerera achimisa mota yangu paSuri Suri turn off takananga Kadoma. Ndayienda Gweru ndikati handina mutemo wekusiya mbutu munzira. Ndakatsika mabrakes ndaona kuti…