Kusvira kaMwana keChikoro MuGonyeti
Kusvira kamwana kechikoro mugonyeti Takabuda mudepot takadungamidzana tiri two ini nefriend yangu tichienda ku Beitbridge, takamira hedu pambudzi ndokutsvaga vanhu vaida kuenda ku beit bridge direct, takamira asi hatina kuwana…