Kukwira mukadzi wemuWatchTower
Iyo nyaya yekuti vakadzi vakaita nhumbu vanotanga kuda kusunga zvinhu, inotivhura meso mune zvimwe. Munoziva vabereki, kubva mukadzi wangu paakangoita nhumbu yekutanga, mumba medu makatanga kusaSpaka. Ndaiiti pese pandaida kumbofila…