Ndakamukwapaidza nayo nyoro pane vanhu kubhawa
Pandakdzokera ndakawana mumwe musikana aiwonekera. Takatanga kutaura hedu zvisina maturo kwekanguva. Musikana akanditi anonzi Molly ini ndikamuudza kuti ndinonzi Rombe. “Inga wakapihwa zita rine miyedzo” “Ichokwadi” ndakapindura, “asi harisi zita…