Kusvira Tsvarakadenga yakanaka semukati mendege
Ndakange ndanyenga mwanasikana akanaka kunge mukati mendege uye aiyevedza kungotarisa.vakawanda vaimunyenga vaizotongobva vega vaonaa kuti vainge vatomisa kare.ini noushingi uye experience mubasa iri ndakabudirira zvisina hurukuro dzaisvika kure. Akandidaidza kumba…