Beche pamagirosa musi wa24 ….. ndichibva joni
Aaaah hrrrr yohwe mmnnmmm ndakaipfekera ….waingonzwa kuti bvuu bvuu bvuu kuita sekamunyati kano unblocker matoireti….uku supu yebeche yaiyerera kunge icecream yecorn yatengerwa chana chekucreche. Ko inodyiwa ichitarirwa kaaa uchichengetiwa. Kuti…