Short Story:Ndakamusvira Maidei
Sokurangana kwatanga taita nemudiwa wangu Maidei ndakamuka pakati pahwo usiku ndokunanga kumba kwavo kana kumbotya kufamba nguva idzi munzvimbo yaiva nemukurumbira nokuti pfungwa dzangu dzaiva pane zviri mberi. Ndakasvika kwakujamba…