DHUMA DHUMA NYORO NAGLORIA
Ndakatumwa hangu nemuchembere kumbondotenga kagrocery kemumba.Ini zvokutumwa ndaizvifarira nokuti momz vangu vaindipa neka extra money kekuti ndishandisewo sezvo vaiziva kuti ini nahwahwa tiri bhande nebhurugwa.Even mukadzi wangu aitoziva kuti naiyewo aizowana twuma off-cuts kubvawo kwandiri.Nokudaro musi uyoyo shasha yakandidziisira mvura ndokubva ndageza hangu.Ndakapakurirwa sadza nemuriwo wemurudhe ndikaritimba .
Ndakati ndava kuenda munhu kwakutonditi “mundivigire polony” kunge mari yake.
Ndichisvika kugrowthpoint kwaNgundu ndakabva ndapinda musupermarket yekwaMapuvire ndokutenga kagrosa kangu kaisanganisira 2L yemafuta, masamba ,matemba necremora zvose zvakangokwana mupaperbag 1.Pandakazobuda mushop ndaiva ndangosara ne$3 chete, which means yangu yaiva pondo chete nokuti imwe yaiva yepolony yamadam.
Ndichindopinda mubhawa rekanzuru ndakakurumidza kuona umwe mufesi wokumaraini ainzi Tawanda.Mafodhla ndoraiva zita rataimudana naro kana asipo nokuti muchinda airova dhidzi rough iyeye.Pandakangomuona akagara akatarisa vakomana vaitamba snooker ndakabva ndachedha fast asati andiona nokuti ndaiva ndisingadi poacher rakadaro pamadhora maviri chete.Ndakabva ndaenda kune kamwe kabhawa kari kudhuze nekuclinic, ndakanganwa zita rako.Ikoko ndaikufarira kuti kwaimwira madhara saka ndaiva covered panyaya dzemapoacher.Ndakatogara ndatenga polony nokuti ndaiziva kuti ndikagara ndangoti dzvutu ndaizoisabhura pachirongwa.
Mascud ainaka hawo iwawo zvokuti mari ndoyakaita shoma.Dai akangoita matatu hawu ndaizonzwa parere moyo.Ndakatombogaya kundozosera ambuya vepolony kuti vandidzirere dhora rangu asi ndakaona kuti hazvaizobuda,nokudaro ndakasimudza kapasuro kangu ndiye tande muroad.
Ndakananga nenzira iya yekucamp yemapurisa ndokuburuka negomo ndakananga nekwavaRabhi.Ndaiva ndotonzwa kudhakwa nemascud 2 andakanga ndamwa aya.Nzira yose ndaingova ndoga kana umwe munhu wandaiona wekufambidzana naye kuita drought yevanhu nhaimi.Zvakatozochinja ndasvika pamupata kana kuti nzira inoenda nepakati pemakomo.
PaEntrance yomupata ndakabva ndati dhuma dhuma naGloria achitobva zvake nenzira inobva pachikoro cheNgundu, ndikati better ndowana wekupinda naye mumupata tichiita hedu nyaya.
Gloria kanga kari kamusikana kapfupi katema kane tutsapfu.Ndaingokaona hangu dzimwe nguva kachidarika nepedu ,asi matambisiro akaiita dako aizondivhiringa brain zvokuti ndaitizoyeverwa dzamara mukadzi akosora.Ane wake anoziva zvaanoda ini ndaitoziva kuti kukosora uku ndekwekuti hamunyari kuchiva ndiripo.Kana mai rimwe zuva ndakanzwa vonditi ” unoziva here kuti sekuru vambuya vake muzukuru wasekuru vako saka newewo muzukuru wako”.Ndakazama kubatanidza equation yacho ndikangoti “hoo”.
“Ndaita lucky ndawana wekufambidzana naye”, ndakadaro hangu ndichitevera kumashure kwaGloria ako kakanga koitazve zviya zvokutambisa dako ,maighadhanesi .Kakabva kacheuka kachichenamira vende repahuma rikanyatsobuda kana kumbonyara zvako sezvinoita vamwe vane mavende vanoseka vakaputira sevanemvura mumuromo.
“Muchifamba neni kuti tambobva tose”, kakadaro Glo ini ndikangoziva kuti haiwa yaiva slogan nokuti ndainzwa mhinduro iyoyo nevasikana vakasiyanasiyana asi ndaingozopedzisira ndapinda mumadhirezi avo wani.”Uuum Gloria pachokwadi dako rako rinondipedza zvokuti pamwe ndotombokugaya ndakarara nemukadzi.
“Aaa evo siyanai neni handidi kuita mbiri yokutora varume vevanhu”
“Aiwazve ko ati todanana ndiyani ini ndongoda kuti tipanane chete”
“Aaa nhaimi asi munondishurira chindipaiwo polony iyo yandrikuona mupepabag”.
Haa pandakanzwa zvepolony ndakabva ndaziva kuti ndadya.”Polony ndokupa bby asi ndoda kumbokunzwawo”
“Aaa imi mofa kunzwei zvamunongova nemukadzi wenyu akanaka kundidarika, iko kutsvukirira semunhu wemuHarare”
Ndakabva ndaona kuti ndingangowanza mbambo padehwe reshindi ndiye mbaa kufanya garo neruoko rwekwaleft.Gloria kakasvetuka ndokubva kamira padivi penzira sekamhembwe kaona shumba ichidyiwa nembudzi.”Nhaimi hamunyari……
Ndakabva ndarohwa mudhuze ndachibata polony iya muruoko zvino .”Handiti wati unoda polony here ooo”, ndakadero ndichiita sendomutambidza.Ndakabva ndawana mukana ndokukambundira .Kakabva katsikitsira kachifemera pachest pangu .Ndakabva ndati dzawira mutswanda ndokutsveta pepabag pasi.Ndakadhonzera mwana mudhuze ndabata magaro aiva mufleece ,aiwa dako ndaiva ndarishuvira kubva kare iri.
Ndakasimudzira skirt ndokupinza maoko mupent ndichifeeler ganda remagaro raiita serine tumapundu.Kutokanganwa kuti taiva padivi penzira ndakatozonzwa vanhu vachitaura nechekure ndakabva ndatora kapepa kangu ndokudhonza bby ndichienda murukova maMutorahuku.Ko anga achafunga here mwana ndini ndaiva ndatora pfungwa.Ndaingonzwa kuti,” musazokanganwa polony yangu ndoida” ini don’t worry bby.Kuita kwehosha amana apa ndaitonzwa radio yangu kurira kumba zvichireva kuti ndaiva ndatova pedo nepamba.
Tava murukova ndakaenderera mberi nokupa mwana rudo rwemaoko wanike iye akanga ofema semunhu arimumvura akabudisa musoro chete.Ndakachifuratidza ndokucrossa maoko angu nepachipfuva chake ndichishungurudza shungu dzemazamo ake apa sabhuku vakanga voda rusununguko kuti vabudiswe muchikurubhi .Ndainzwa netsinga dzeshure kwangu dzichidzvirira kuhwika kwaiita mboro yangu.Ndakabva ndaisa maoko pamhata chaipo pamusoro peskirt iyo yaiva yakwinyika ndikapressa ndichitsimbira magaro ake nemberi kwangu.
Aizve ndopandakaona kuti hapana asingazivi rudo nhai .
Gloria akamonyora mutsiba wake achiwunza chiso chake kunechangu ndikaona ndaita kunamwa nekiss.Akannga ashatirwa zvino Masiziba ndakasvetwa rurimi serwuchadambuka uku aiita kasound kokuti” moooomwaaa,uuum” kunge munhu abudirwa.Rumwe ruoko rwangu rwakanga rwava kufura sora mukati mebhurukwa rakanga ranyorova, rwumwe rwaichinjanisa kusvinyanga mazamo akanga ati bhenengende pabani hameno akabhatanura ndini here kana ndiye.Ndainzwa muviri wangu kunakirwa from toe to head ndikabata huro yemwana ndichpurudzira ndichipressa miromo yedu harder ndakatanga kutambisa rurimi rwangu nepavende rake ndichinzwa kukwenywa.Aaah vende zvaronaka nhaimi!!!!.
Ndakangonzwa sendatunda asi ndisina kutunda ndakabva ndaziva kuti ndaiva ndadarika gear riya rokutanga.
Ndakazoona kuti simbi inorobwa ichapisa nokuti kunonokera taizobatwa kana kuvhiringidzwa game yedu yepolony.Ndakadzisa trouse ndikaona pent yangu yatatamuka mberi ndakabva ndaibvisa mujoko reuranda ichibva yati svabu kumira sebutton stick reZRP.
“Ooh polony yawanga uchida iyi”, ndakadero ndakatendekera kuna Glo ndikaona iyazve munhu otopfugama akashamira.Ndakasvetwa kani kusara tsvimbo yoita kunge yazodzwa nanzva.Mwana aigona kushandisa vende rake iyeye aindikwenya mboro naro zvainakidzira ndikaimba mandibairwa.
Ndakazomutendeudza ndokumuti akotame sezvo akanga avota azvibvisira bhurugwa oga pasina force.Akabva aita zvokupfugama mujecha sezvo rukova rwakanga rusina mvura .Akabva amisa chiunu mudenga dama rakati ndoo mujecha .Ndakasimudzira skirt nekumusana kwake beche neni tikasara tatarisana.Rakanga rakaputirwa nemavhere aiva nedova uku tumakongo twakasarenda tuchipfungaira utsi.Ndakabva ndarova muchinjikwa mutatu ndikati Mwari ndimi munoziva kuti hapana chirwere apa.

Ndakasaidzira matinji kumaside ndichishandisa tsvimbo yakashanangurwa.Ndakaibairira mbichana ndobva ndadzosa sure ndikaona ichinamukira twugusha twakacheneruka twakaita lyk masiri, ndikati mvoo zvishoma ndiye dzose futi.Uyu waiva munyengetero nokuti ndaiita ndakapfugama.Ndakazoiti shwete yese ndakabata mbadzi dzematako chimukosho chasara pabani .Ndakairova zviya zvemunhu anga ava nenguva akatargeter chance yakadai.Ndaida kuti chero mangwana chozondimisira chiunu ndoziva kuti haiwa takabva nepo.”Aaah daddy chibereko changu kani uuum maiweeee aaaauhm”
“Shhhhh tozonzwika bby usanyanyodanidzira” , ndini uyo ndichiikwiza zvangu yenyasha.Machende angu aiti”svada-svada-svada achikwazisana nematama echuru chembutu.Ndakarova kusvika chiunu changu chavakunzwa diabetes ndikati evo mazano marairanwa rume rimwe harikombi churu.Kakutunda kefake kaya kandakaita ndichiri kuromancer ndaitoziva kuti ndicharova damba refu zvekuti chitekete inorira ikapera ndichingokwiza ndichingoikwesha ndichingoikwiza nyini yaGilo.Ende ndiyo first impression yandoda pamunhukadzi iyoyo zvokuti chero ava nemurume wake anongondikumbula.

Ndakazorega ndonzwa mboro yoita kakuvavirira nefriction ndikati sezvo kuchinzi “honour ladies” , kana kuti “.50-50”.
Ndakabva ndarara mujecha nemanhede ndikati bby imbondisvirawo ndaitaura ndichipuruzira muzvidya zvake nekumhata.Akabva apfugama akandidanyanga maiweeee chiunu chake chaizvicontroller choga kunangisa beche papipi yangu.Haiwa musi uyu madzinyu ndofunga akakuvara nebonyora.Chakachukuchwa chiunu ndikatenderera brain kuti tende.Hameno zvaiitika soo ndainzwa kunge mukati membutu mune umwe muromo waisveta mboro yangu .Yaisungwa ichiregedzwa ichisungwa ichiregedzwa nekarythm kakapenga.Iye magaro ake aiita kavibration kunge ane jackhammer mukati.Ndakabva ndadetemba nechemumoyo ndichitenda mai vangu vakandizvara uye kundituma kumashops zvakava zvakaita kuti ndisangane nemutakunanzva .Aiti paanoita seaneta ini ndaibva ndasumudzirawo ndopomba heavy ndiri pasi pake kudaro uku ndakaisa rurimi pavende maoko kumagaro dzimwe nguva ndoti muromo kuminyatso.Ndakanzwa gotsi kuoma ndikatsvobora fast ndisati ndatunda.Ini favourite style yangu yekutunda imissionary saka ndoyandakanga ndoda.
Ndakabva ndaradzika chimoko pasi.Akarara akatssika pasi so ndobva ndapfugama pakati pemakumbo.Iye aingotambisa makumbo kuita kunge munhu arimumvura.Ndakarova mbama mbiri ndichishandisa mboro seshamhu ndichirova pabeche kuti “taa-taa”Akasimudzira chiso achiita kudongorera mboro yangu ndiye dzvii kuibata noruoko ndokuibairira muhoneydew.Ndakapomba ndichinzwa mabvi achikuya jecha uku zamo ndaimwa .Ndakaona aita kusimudzira chiunu mudenga achindikanda mudenga(kupeya) ndikashaiwa kuti ko simba raSamson asi rakasara paari.Ndakabva ndabatirira matako ndobva miromo yedu yasangana tikati todyana zasi nokumusoro.Ndakanzwa oita kanoise sembeveve unoda kutaura uku akange ondiguma guma pachikungunya nesure kwetsoka dzake, kundibhabhadzira netsoka.Ndakanga ndachiwedzera kukombama ndichida kupinda ndose maari iye ongoyuwirawo lucky enough zvaisasvika kure nekuti taidyana rurimi.Ndakanzwa orova kacontinous vibration ndikati ndingangowanza .Ndaiita sendichasimuka naye ndakarara imwe iyaiya.Ndakazonzwa dhimoni rokunakirwa rakandibata richibva nokutsoka richiuya muurozvi chaimo ndakabva ndafreezer ndakaitsikirira mukatikati chaimo ndikanzwa boys nemhandara dzangu zvichidurukira mukati kati mechunhu chaGloria naiye akabva andisunungura mbira dzakondo dzaakanga andisunga nemakumbo ake uye maoko akanga akandimonera zvechisimba muhuro.
Ndakazvipukuta ndoga nepant yake ndokubva ndamuzuza jecha kugotsi nekumagaro.Ndakanga ndonzwa bhabharasi rakasangana nedoro nebeche.Iye Gloria akanga onyara kunditarisa kuface hameno hake maybe ainyara kuti ndakasangana naye asiri mhandara.Aingotaura pasi pasi akatsikitsira, “ndozvamanga muchingoda chete hamunyari, ko ndikaita nhumbu imi mune mkadzi”.
“Saka iwe chitanga kuenda ini ndozosara ndotevera after some minutes nokuti tikaonekwa tose imaxas”, ndakadaro ndichida Gloria mashoko anovaka ane udzamu.Akanzwisisa ndokubva aenda hake mushure mekunge azvigadzirisa pant akaisa mupurse.Ndakaseka nechemumoyo hangu ndoona kastep kaya kekumisa chiuno koramba kubuda ndikati asi haazvizive kuti chiuno ndechenyamawo chinonetawo.
Ini ndakasara ndozvipunapuna ndichiitira kusvika ndakashambidzika.Iko kupfira ndakanga ndongopfira semunhu ane nhumbu.Ndakatombogaya kuti asi Gloria aita mistake akamitisa ini our manje nhumbu ndaizoti ndaiwanepi kumukadzi wangu?Ndainzwa sokuti mate aGloria ndiwo akanga asara mumuromo mangu pamwe chete nevende rake, saka ndaiva ndongopfira kuti zvibude.Ndakazonhonga polony iyo yaiva yakungungurukira kwayo yoga ndokuidzorera mupaperbag.
Ndakazoti after for about 10 minutes ndokubva ndatanga kusvabaira ndichienda kumba.Ndakanga ndotya kusvika ndichinzwika hwema.”Ndipoo mvura yekugeza inotonhora Mamoyo nhasi ndatsva ufunge”, ndakadaro ndichisvitsa mudzimai wangu polony yake pamwe chete nekagrosa Kaye.”Ok baba, hii ende nhasi matenga favourite yangu french chaiyo” ,achiratidza kufara.Aisaziva kuti french kiss ndiyo yandainge ndadya.
Nenguva diki ndakanga ndapedza kugeza mbatya ndikapfeka dziri fresh mukanwa ndikakwesha ndaiva ndongonamata kuti dai manheru yachaja isandinyadzisawo veduweye.
Stay tuned for more
DHUMA DHUMA NYORO NAGLORIA appeared first on Vanodazvinhu.com
- Threesome Sviro muAvenues neGirls re paUZ! Vakandirova Ambush!
- Kubhinyiwa Nekusvirwa Kwandakaitwa Nevasikana Vema Rituals Ndichibva KuBotswana!
- Ndakamusvira Pee Wedinji rarakura kunge mugwaku(spoon)
- KUSVIRA WAITER PAHOTEL KUGWERU
- Kusvira Yellowbone RaSekuru Nyoro!