Ndangandave kutosvika kumba zvangu on a Thursday night ndichibva kubasa, I saw a light casting from the grass kumatama e nzira necheku left. I went closer it was an incoming text message umwe munhu angaarasa apple phone. I picked it up and looked around no one was seeing me I live in a very quiet place, it had about 9 missed calls and text messages. I tried to access the desktop it was severely protected ne password.
I was in so much fear kuti ko kana yakarasirirwa? What if someone is watching me a lot of stuff came to my mind but I said to myself I am not stealing I want to help this person, my intention though was never to keep it but to look for the owner but how becoz the phone was protected I was then depending upon incoming calls.
I went home ndikasvika, yakarira after about 30 minutes ndapinda mumba from a number that was not saved mu fon macho, I took it. There was silence. “Hallo”, but no one responded ndaingonzwa kufema. Ndopaakazoti “Hi I am looking for that phone my name is Tebogo”.
Ndikati, “are you the owner and where did you leave your phone?” She told me the correct sport akati aizouya kunoitora kumba ndikati bhoo. About 20 miutes after ndakanzwa yarira futi I answered zvikanzi ndasvika I didn’t know she used a GPS to locate my address I even thought she would take it mangwana but she seemed so much in love with her phone.
I went out kwaive kwasviba, I saw a packed Toyota family car there parked but she was alone. When I opened the gate akabuda mumota zvikanzi am Tebogo ndikati Ishmael she thanked me and asked for my number after I turned down her R300 offer of thanks. Ndakaramba kumupa number because I just didn’t want her thanks, she insisted then gave her my email address (ishmaelm39@gmail.com)
Mangwana ndichisvika kubasa I opened my email inbox there were three messages akasenda achifunga kuti I can access them ndirikumba but No I don’t. She was so thankful and wished to express her thanks kusvika ndazobvuma kumupa number she called me ndiri pa lunch zvangu ndakatogara pasi pemuti akataura hobho zvinhu.
She came to pick me after work kuti andiperekedze kumba, she drove off ndopaakandiudza kuti phone yakadonha achiita weti pasango a preswa she suggested we pass through her place I agreed. Yaaah kune dzimba dzakanaka I won’t say much there but zvakazopedzisira zvaitika ndezvekuti akandipa R500 ye thanks ndikatora. Munhu akachinja hembe ndakatarisa hanzi kukupisa apa ndopandakakundikana. Achipedza akanditi do you have a girl friend ndikati yes zvikanzi a kiss wont hurt.
Hama dzangu that kiss went wrong kusvika ndasvira munhu, matinji angaasina zvake but anemagaro ake mkadzi iyeye, waiti uchisvira soo wainzwa kunge wakaiswa mumhepo akatunda twice ndisati it was a quick sex but pakasvirwa munhu. Ndakanakirwa zvangu but eish
Do you have a story to tell us? Email drsviro@gmail.com
Like Facebook Page Below so as not to miss updates.
.
.
.
.