Kukwira Muporofita Madzima Fiona!
Kukwira Muporofita Madzima Fiona! Rimwe ndichibva zvangu kumasowe musi wesunday kwakatanga kunaya mvura svinu zvekuti ndakabva ndatota miiri wese, paive pasina pekuhwanda ndakamhanya ndichida kuedza kuti ndisvike pamashops ndihwande mvura.…