Kusvira Chihera ndamunhonga mubhawa mukadzi arikumusha
Kusvira Chihera ndamunhonga mubhawa muckadzi arikumusha Nguva dzainge dzava kuma 7 manheru.Ndakabuda mumba mandairoja ndokuenda kune kamwe kabhawa kaiwe pedyo nepandaigara. Mudzimai vangu nemhuri vaiwe vakaenda kumusha kundokohwa chibage. Mavhiki…