Kuzvambura maiguru, mukoma wemukadzi nayo tsvimbo nyoro!
Kuzvambura maiguru, mukoma wemukadzi nayo tsvimbo nyoro! Ndakatoona kuti nyaya yangu yanetsa kugadzirisa ndikati better ndisiyane zvangu nazvo, mai D kana vakuda kuti ipere vachazotaura, effort yangu yanga isina basa…