Makwirirwo andakazoitwa na Ex-hubby yangu last Weekend
Ndainge ndakarambana nemurume wangu asi tainge tine vana 3 vese vainge vakura vaitova kuprimary school. kunyangwe tainge takasiyana hedu chinhu chataizama kuita kushanda tese kuti vanhu vedu vakure vachiziva kuti…