Kusvira Mai Nicole Shamwari yaMama

Kusvira Mai Nicole Shamwari yaMama

Ndakanzwa door rangu richinokwa kusen sen pasina nguva ndikanzwa ndavakutodeedzerwa nezita namomz vachiti ndimuke vaida kundituma.Handina kupedzawo nguva ndakabva ndamuka ndichienda mu sitting room mavainge vakandimirira ndikaona vakatogara namai Nicole yaive shamwari yavo.

Ndichiona mai Nicole ndakabva ndatoziva kuti inyaya ye Kitchen party yandainge ndaidzwa namomz nezuro wacho vachiti yaizoitirwa paden pedu mangwana so vaida kundituma kunotenga zvinhu zvaidiwa.Ndakabva ndangoti vandipe 15mins ndigeze ndichibva ndatonopinda mu bathroom kugeza.Ndichipedza ndakazowana vana momz vamira panze pamota yamai Nicole vachinditi ndichienda namai Nicole ndinovabatsira kutakura goods racho ndichiisa mumota.Takabva tatobuda kuenda ndichisiya momz naRuvimbo our maid vakutogadzirira zve party yavo.

Mai Nicole was very rich kwete zvekufungidzira.Kutanga kumota vaifamba nemota dzemhando tozoenda kuchimira chavo,vaive munaku,mukobvu zviri pakati nepakati uye skin yacho vari mushava havo asi yaingokuudza kuti bag rizere.Yes momz vaive ne bag too but level ramai Nicole umm rainge rava a bit far ahead.Tirimunzira taingokurukura tunyaya twakasiyana siyana but mai Nicole vaindijairira zviya zvekutondiona sekamwana yet vasingazive kuti ndaive ndatova bhuru chairo..

Mai Nicole:utoriwo ne babe here my son,nekunyarara kwako uku haa I doubt..
Me:ah mukutobvunzira 1 here,ndine hobho hamuvapedze
Mai Nicole: haha don’t lie to me Jay pamwe ndogona kutokubatsira ka kkkk
Me:hahaha momz imimi mune pamuromo henyu,muda kundibatsira how kwacho?
Mai Nicole: from the starting point kusvika wakugonawo kukissa babe haha
Vaitotaura vachitondiseka zvavo apa havaitomboziva kuti varikutodenha zvakarara and zvavasingagone kuzopedza.

Me:kkk aah saka mukuti handigone kukisser babe here,,,ndipei hour chete naNicole anodzoka achikutaurirai kuti Jay anokw…🙈
Ndaive ndatopotsa ndarasa muromo paya,ndakanyara ndikabata muromo nenyadzi but ndakatonzwa mai Nicole vachigegedzera kachikwee zvavo ndikanzwa vakunditi
Mai Nicole: aaah mwana iwewe hautonzwe nhai,saka urikamu silent killer kemunhu iiii nhasi wandisekesa mwana wasahwira wangu.So chindiudza wakambokwira vangani vawangauchida kutaura ivavo…

Ndakapererwa nemashoko zvese nekushamisika kuti aah shoko rekukwira vabva varipedzisa um amai avaka.Munongoziva ma words akukwirana kana ezvimyadzi akataurwa nemunhukadzi une kakumerera kaunoita soo,ndozvandakatanga kuita paya ndikatonzwa zvese nemboro yangu yavakudairira.
Me: eish makuda kukonzeresa momz imimi…
Ndakadaro ndichinyara nyara ndasisagone kana kuvatarisa kumeso apa ndaiti ndikangoda kucheukira kwavari zvishoma ivo vobva vanyasoti cheu kwandiri apa munhu aripa steering kana ndimiwo.

Conversation haina kuzopera tainge tatopinda mutown tichibva taburuka tavakupinda mu Savemor.Ndaingofambira mumashure ndicginakirwa nemazigaro amai Nicole airova jika jika yaizungunusa mboro yangu. Vaingotaura vachitogaya kuti pamwe tirikutaura tese but kwete,mwanakomana we munhu aive akutokuvarira pfungwa dzatova kufunga kuisa mboro mu munhu.Vakazoti cheu after vanditi ndinonge ma tin ebeans wanike ziso rangu riripadako ravo,vakaita kundirova kambama so ndikanovhundukira ndichibvunza kut vainge vati kudii..Vakaseka zvavo zvikanz kkk hayas Jayden asi wakupenga here,or else kune chikuvaraidza kumagaro kwangu?

 

Kusvira Mai Nicole Shamwari yaMama

Kusvira Mai Nicole Shamwari yaMama

Uyu wakaita mumvunzo wakakurisa kupfuura mibvunzo yose yandaive ndakasangana nayo kuchikoro.Ndakazongoti haa momz magara mandidenha kare zvandakutonzwa pano zvinogona kutondisiya kumakuva kana ndikasarapirwa
Vakanditarisa kuface chaiko ndokunditi Jay dzikama iwewe,ukadaro ndokurevera kuna mai vako plus I was jus kidding, hatina kuenzana hant..
Apa ndaive ndavakunyasoda kuvaratidza kuti zvirokwazvo zvirokwazvo ndiribhuru.Ndakabva ndavaudza kuti chero mukaudza momz hazvina chazvinobatsira,vanotozviziva kuti havana kuzvara mwana chirema,ndikatodenhwa nevakadzi hairege kumira.

Ndakaona mai Nicole vakuseka zviya zvekuhwanda kusada kuti ndione kuti munhu akunakirwa.Ipapo ndopaunoona kuti kana mboro ikadzamara yasvokosviwa hakuna chimwe chombo chinomiswa mberi kwayo kunze kwekuwana kabako kekutundira.Ndaive ndavakungobvunda muviri wese nezemo apa ropa mutsinga ndichinzwa richiita besanwa kuratidza kuti pana sajeni vainge vagumbuka munyika yavapenyu,chero age yamai Nicole neyangu handina chandakatarisa panguva iyoyo,cha ndongoda kubvarura munhu nemboro chete. Ndakabva ndazviudza nechemumoyo hangu kuti Jayden dzikama hako tipedze shopping idzi,kumota ndokuchava nehurukuro dzese.

Takaenderera mberi neshopping zvedu mai Nicole vachingondinongedzera zvekunonga ndichitora ndichikanda mu trolley kusvika yazara kuti paa ndokupusha trolley yonanga pa till.Ndakazobuda nayo ndonopaka goods mumota.Ndapedza takabva tapinda mumota kuti tiende asika mwanakomana wemunhu aive nedare rake raida muripo kuti tiwane kufamba zvitsvene.Panguva yese iyi mai Nicole vainge vachiti zii zvino asi vairatidza kunyumwa kuti mwana uyu ane mashoko muhana.Vachangoti door dwaa ndakabva ndavasveerera ruoko ndichibva ndanyasovatarisa kuface ivo ndokunditarisawo zvimwechetezvo.Takaita almost a minute tiripaka moment of silent maziso ndiwo aive nehurukuro.Mai Nicole vakabva vazonditi talk Jay,,ndakateerera.
Me:Can I warm your lips😘?
Mai Nicole:Umm just a kiss ryt?
Me:Yes

Ndakaona mai Nicole vakugutsirira musoro zviya zvekuti ndakubvumira hangu, ndakangoswebera ku drivers seat zvishoma ndichinoisa muromo wangu pane wavo ndinzwe naivowo rurimi vachinorunamatidza nerwangu.Apa ndaive ndisingaudzirwe zvekuita once ndatanga kukisana nemunhu ndaitoziva kuti kana tisiri pakamanikana,pakutosvirwa munhu.Ndakabva ndaisa ruoko rwangu pazamu ndikatanga kufamba naro zvishoma nezvishoma ndichinorarisa seat ndichinyasoenda pamusoro pezi brahman rangu.Ndakabva ndanzi wait Jay ndichibva ndamira ndokubvunza kuti asi pane pandapotsa here ndikanz no let’s go home mumota hamuite.Apa vairevera kuenda kumba kwavo,handina kuramba ndakangoti oky coz ndaiziva kuti ese machena baba Nicole ndevekubasa mzansi,Nicole,Tamara naHenry variku boarding ndaingoziva kuti kuna maid wacho nesister yavo inotoswerawo kubasa kwayo.

Takasvika paden pavo tikawana maid wavo Ruvarashe achitoyanika hembe vachibva vamutumba kuma shops vachiti anotenga mayonnaise izvi zvaingova zvekuti tiwane kusvirana iye paanodzokawo anowana boss tapedza navo.Tichingopinda mumba Takabva tananga straight mu bedroom mavo and handina kuda kupedzera nguva pazvinhu zvisina basa ndakabva ndatokatanura hembe kusara ndangova ini neturusi rangu apa ndaiiziva nemanyemwe,kungobviswa munduwe rinenge ratova mvumo raChauruka rinononedza mhepo nehasha.

Ndakaona mai Nicole vachiita kukanuka vakatarisa mboro yangu ndikanzwa vachiti yoo Jay ndeyangu yese here iyi,vakadaro vqchipedzisa kubvisa zipant ravo vachifamba kuuya pa bed pandaive ndasanogara kuti beche riuye pedyo ndiwane kurishandira.Ndskangopindura zvakadzikamira ndikati yes babe its all yours ndichinyemwerera beche hangu randainge ndochingidzana naro.Ndakabva ndanyasokwira pamusoro pe bed ndikabva ndarara nemusana ndakaona mai Nicole vachiuya pamusoro pangu ndokutananga kukisana hedu,handina kutora nguva ndakabva ndavararisa nedivi ndichida kumbonotambisa kabhinzi nerurimi but zvakarambwa,ndakatoona mboro yava mu ruoko rwavo yavakubonyorwa zvishoma nezvishoma ndichibva ndaita steady hangu kudzamara vaendesa musoro wavo pamboro yangu ichibva yanoiswa chimusoro mukanwa mavo chikatanga kusvetwa soo vachimbonanzva kamutsetse kaya karipasi pechumusoro chemboro,umm regai zvakanz vakafa havana chavakaona kana chibodzi,ndakadyiwa mboro zvandainge ndisatu ndakamboitwa.Ndikanzwa ndakutoda kutunda apa kuti ndivati regerai ndakutunda ndaisakwanisa nekuzipa kwaiita mukanwa namai Nicole.

Lucky panguva iyoyo vakabva vaibvisa pamuromo ikabva yafurwa nekamhepo ndikaona vondigara matunduru vachinopfekera zimboro rangu mubeche ravo ndokutanga kundichukuchira chiuno zvainge zvemashave chaizvo mboro ichiita sekunge ine karuoko karikuidzvinya chimutsipa chayo iro riribeche raiita kusunga mboro yangu. Vakandichukucha kwedzinenge 5 or 6mins ndokuzovaisisa chipfuva pasi mhata yakasunamira mudenga ndikanoiti mboro ndoo ndikati hekani waro nhas ndoita rekukwatura nemboro.Panguva yese iyi chi intercom chsingoriira ukuwo fon yavo mai Nicole ichirirawo but taive tisina nguva yekurasa.Ndaiita kusvira ndichiita kutomukira uku ndichiita kusvinyangwa svinyangwa machende zvekuti ndakanzwa kuti mutambo uya wakuenda kumawere ndikanzwa machende kugwinha gwinha achiita seanoda kupindawo mu beche imomo ndikaita huronyo hwekutepfenura ndiye tsaaaa tsaaaaaaa tsaaaaaa kuhuyeredza mu beche ramai Nicole ndikanzwa naivo vachigwinha gwinha tichibva tatundirana.

Vakabva vandisiya ndakupfeka ivo vachipinda mushower kugeza huronyo hwainge oyerera muzvidya,vachipedza takabva tapinda munzira kuenda kumbatikatowana Ruvarashe atonzwa nekugara pa gate tikamusiya opinda ndisu hutu kuenda kuden nema groceries aive amirirwa.
Kubva musi uyu,mai Nicole vainge vakugarondideedza kuden kwavo kuzosvirwa.

 

Kusvira Mai Nicole Shamwari yaMama. Ndakavanama nayo nyoro! appeared first on Vanodazvinhu

 

Updated: November 13, 2020 — 12:06 am