“Mai Chipo ibva kuno ndiri kuda kuita weti.”
“Ndinoda kuitawo weti saka ndinotya ndikamira kure newe.”
Mukadzi akasvikomira pamberi pangu chaipo ndokusumudza dhirezi kusiya bhurugwa rava pachena. Akaita kakukotamira ndokutanga kuita weti nepadivi pebhurugwa zviya zvinoita vakadzi. Ndakamboda kutarisa rutivi asi ndakaramba ndichiyeverwa nekuurungana kwakanga kwakaita matako amai Chipo. “Asi matako ako akanaka wena shamwari,” ndakataura. Mai Chipo haana kupindura asi kuti akatanga kuzunya muviri wake apedza kuita weti. Ndakaswedera pedyo naye ndokutanga kupuruzira matako ake. Mukadzi haana chaakataura uye akaramba akakunya dhirezi. Ndakapidza ruoko mubhurugwa ndokutanga kusvinyanga matako neruoko. Mukadzi akawedzera kukotamira kusvikira ruoko rwangu rwasangana nebeche. Beche rakanga rakanyorova iroro, kwete kunyorova kweweti asi kunyorova kwezemo rakawanda.

Handina kana kuzoziva kuti ndakanga ndakanganwa kudzorera mboro mubhurugwa pandapedza kuita weti. Ndakatozozviyeuka ndanzwa mboro yangu yanzi dzvi. Mai Chipo akatanga kubonyora mboro yangu. Iniwo ndakapinza zvigunwe mubeche ndichisvinyangasvinyanga matinji ayo akanga akareba nekunyorova kunge adirwa oiri.
“Ndisvirewo Tichaona. Murume wangu andiregerera mazuva awanda.” Mukadzi akakumbira. “Mira ndimbotanga kunyatsopukuta beche.” Ndakapindura.
“Ehe nyatsondibatabata. Zviri kunaka.” Mai Chipo vakapindura. Ndakapinza chigunwe ndokutanga kuchipukutira mukati mebeche. Mukadzi akanga ofemera pamusoro sendere radonha mumuti. Akaramba achibonyora mboro yangu zvakapfava kunge anopuruzira kacheche. “Chinyatsokotama ndipinze mboro.” Ndakazotaura.
Mukadzi akandifuratira ndokunyatsokotama. “Pinza yese Tichaona. Womira wakadaro kana yapinda mubeche. Ndinoda kumbonyatsoiteerera.”

Ndakanangisa mboro pabeche kusvikira yagunzva matinji. Ndakapinza nzvonyo yemboro zvinyoronyoro pakati pematinji. Yanyatsonanga musuwo webeche, ndakabata Mai Chipo muchiuno ndokuti mboro yese pfeee mubeche. Ivo vakanyatsokotamisa musana kuti beche rinyatsodzoka shure. Mboro yati yese tindindi mubeche takamira yakadaro. Beche raMai Chipo rainaka vakomana. Ndainge ndakanyika mboro muhuchi chaimo. “Ndibatebate gongo.” Mai Chipo vakadaro. Ndakakotamira ndokupinza ruoko pakati pemakumbo avo nechemberi. Ndakatsvanzvadzira beche kusvika zvigunwe zvangu zvabata gongo. Gongo ramai Chipo rakanga rakakura kunge kachigunwe kemwana mudiki. Pandakaribata mai wakaita kakuvhizuka semunhu uya abatwa nemagetsi. Beche ravo rakabva ratanga kushinya nekuregedza mboro yangu. Makumbo amai Chipo akatanga kubvunda setsanga dziri murwizi ruzere. Mushure mechinguva beche ravo rechishinya nekuregedza mboro vakatura befu guru.
“Aha! Apa wanditundisa zvinonaka wena Tichaona. Mboro yako nekukura kwayakaita ndiri kunyatsoinzwa kuti mubeche mangu mune mboro chaiyo. Nyama dzese dzebeche rangu dzakagumhana neganda remboro yako zvekuti ndiri kunyatsonzwa kunakirwa. Ndatoshinga chaizvo kuti ndisachemerere zvinonzwikwa nevanhu pandatunda.” Vakatsanangura vapedza kutunda mai Chipo. “Chikoira utundewo. Asi ukanonoka ndinokutangira futi.” Vakazodaro mai Chipo. Ndakatanga kukoira ndichiti kurumidzei zvishoma. Ndakambotanga ndakakotamira ndakabata gongo ramai Chipo. Ndakazoregedza ndokunyatsobata chiuno chavo nemaoko ese. Ndakatanga kukoira sendinotamba kongonya mushure mavo. Nenguva isipi beche rakatanga kushinya mboro yangu zvakare. Ndakanakirwa zvekuti huya uone. Chiuno changu chakabva chatanga kukoira chega. Pandakati koi koi mboro yangu yakaregedzera uronyo mukati mebeche kuti tsati. Makumbo amai Chipo akatanga kubvundirira zvakare. Chiuno changu chakaramba chichikoira iyo mboro ichngodira uronyo kuti tsati, tsati, tsati. Pese payaiti tsati mb*oro yaiita kugwinha iri mukati mebeche. Mai Chipo vakanga vachitsvanzvadzira shure kwavo kuedza kuti vandibate vandikakate mboro iwedzere kupinda.

Takapedzerana kutunda pamwechete. Takambomira takadaro kusvikira mboro yavata irimo mubeche. Pandakazoiti svoto kubva mubeche Mai Chipo vakamira ndokutendeuka ndokunyatsoitarisa kuti ndee. “Mboro inonaka iyi. Ndichatokutsvaga mumwe musi kuti undidzokorore.” “Tichazobatwa nababa vaChipo manje,” ndakadaro.
“Tinotamba takachenjerawo shamwari. Ini haisi mhosva yangu baba vaChipo vanongogara vachisv1rana nemahure ekundhari ini vachindisiya ndakadaro. Ini wacho zemo rinondibata zvakanyanyisa zvekuti ndinotambura nekushaya anondisvlra.”
Mai Chipo vapedza kutaura vakabata mboro yangu ndokukotama ndokuitsvoda panzvonyo. “Chirega ndiende kumba ndinogeza,” vakadaro. Ndobva taparadzana.

Leave a Reply

%d bloggers like this: