I received a phone call late in the afternoon from a lady who introduced herself as Monica. Yes, she said it in English but I could pick kuti voice iri ndere mwana wevhu chete. I work and stay in Pretoria and I rarely receive phone calls from the people I don’t know.

When she called I took it easy assuming kuti it was a business call but I was ultimately lost. “Hi, am Monica. I got your number from a friend, I wish to talk to you” Moyo wangu ukati izvi zvitsva izvi so ndakangoti “..about?” Akati “can we meet?”

“..why not?” Ndini uyo. Since I don’t drive I asked kuti “where do you wish to meet me?” akati “..any place close to you, am driving” ndikati nechemumoyo vakadzi ve motokari ava???????

Zvisineyi ndakataurawo nzvimbo yaiva padhuze ne kwandinogara.

It was on a Friday, exhausted from my daily toil at work. I usually go home after work but because I had a meeting with a stranger on that particular day I went to her straight after work. I finished work but I was still uncomfortable who this person could be. Message yakapinda ndichikiya office zvikanzi “am there..” after about three minutes ndakanzwa imwe message ndikaivhura, yanga yakanzi “..am in a white A4 Audy (number plate)..” ndakasvikawo zveshuwa kwakutanga kutsvaga mota dzewhite ndichitarisa number plate. But I wasn’t doing it well since ndangandichiri murima.

I found it parked there, I walked to the driver’s side I didnt want to give an impression yekuti ndoda kutopindawo mumota imomo buy peeping from the passanger’s side. Akavhura window mukadzi anenge musikana dark in complexion but extremely beautiful, she had short natural hair maziso ake anenge emunhu achangomuka. Akangoti Monica ndichibva ndataurawo zita rangu. She called me in to the other side. I went in and sat next to her, semunhu ajaira business ndikati why are we here?

Ndopaakatanga zvake kutaura nechimanyika zvikanzi “…ndanga ndiri kukutsvaga” Ndikati aaaah wasu I grinned with passion then she began to say you are a friend of my friend of my friend ndaingogaro taura ne shamwari yangu kuti I am looking for a guy ane ma red lips. Saka sometime last month my friend told me kuti unema red lips and I felt like meeting you because I am dying for this. Kudziya kwemuviri wangu kwakatanga kuchinja manje. Zvikanzi please give me an opportunity to explore your lips – I want to kiss you – I will pay for this pleeeease.

Vehama ndakapererwa, of course I have red lips and many people especially the people I am close to comment well about them but I never knew kuti angandisvitsa pakuita mari kkkkkkkk Ndirikuseka nhasi but that day was no laughing day.

Ndakangoti when zvikanzi even now but I can make it more discreet by booking in. Ndisati ndapindura zvikanzi where is the closest hotel ndikati handizivi zvikanzi direct me to your place. Yakarohwa mota nemukadzi ane muviri wakanaka ane miniskirt yanga yaswedera kumusoro. I would like to think kuti she is in her late 20s, I directed her kumba but kutaura chokwadi ini ndanga ndavekutodawo lol…… I asked her kuti which friend of mine gave you my number akanditi don’t worry you are safe.

 

red lipsTakasvika kumba kwe bachura but I am not junk zvangu zvikanzi let me confess kuti you are so hot. Ndakabuda ne laptop yangu mumota iye akasiya zvese I mean ma phone and stuff…….! Went to my room which was filled with a dettol fragrance since I keep my windows closed in my absence. I opened and let her in she closed the door and lock it ipapo ipapo.

Ndanga ndisati ndanyatsogadzika bag rangu pasi paakanditi thanks for doing this, I want to do whatever I want with you today I have looked for these in four years. She kissed me passionately, hama dzangu kune vanhu vane miromo irisoft, we kissed for half a minute and she paused for a comment zvikanzi waaaaaaal this is so good, I don’t regret anything here. Uchenjere kusvisvinwa ukapera she smiled and we resumed takakisana zvedu munongonzwa imi, I was sure from the beginning kuti hazvimboperera ipapo…………………………. (Part two follows

Read part two pa https://vanodazvinhu.org/short-story-red-lips-part-two/

Subscribe to Blog via Email

Enter your email address to subscribe to this blog and receive notifications of new posts by email.

Do you have a story to tell us? Email drsviro@gmailcom

 

Like Facebook Page Below so as not to miss updates.

!

Leave a Reply

%d bloggers like this: