Kuyamura chimwe chimomz changa yanzwa nezemo, ndakainyikidza nyoro!
Ndaigara muKadoma apa ndainge ndichangotanga kugara ndega graft ndaiva naro zvinhu zvanga zvisati zvakunetsa munyika yedu.Ndainge ndava nemwedzi muviri ndichigara pamba apa ndokutozivana nevanhu vazhinji vemuraini asi ndaingovawo munhu akazvinyararira…