Month: April 2014

Ndakadya Beche reTsvarakadenga

Ndakange ndanyenga mwanasikana akanaka kunge mukati mendege uye aiyevedza kungotarisa.vakawanda vaimunyenga vaizotongobva vega vaonaa kuti vainge vatomisa kare.ini noushingi uye experience mubasa iri ndakabudirira zvisina hurukuro dzaisvika kure.akandidaidza kumba kwavo…